VOOZH about

URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Kudzidza

⇱ Kudzidza - Wikipedia


Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia

Kudzidza (kureva to learn; learning) kana kufunda.

Munhu anodzidza anonzi mudzidzi kana mufundi uye munhu anodzidzisa anonzi mudzidzisi - asi shoko rokuti Mufundisi rinoshandiswa kureva mudzidzisi wezvaMwari.

Mamwe mashoko okuziva anosanganisa Kuhatura, Kunzwisisa (kuhwisisa), kuketa, kuzivurira, kupwisa, Kuwanikidza.