VOOZH about

URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Dhanemaki

⇱ Dhanemaki - Wikipedia


Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
👁 Mureza wePoland
👁 Image
Rwiyo: Der er et yndigt land, "There is a lovely land"
👁 Image

Dhanemaki (kureva Denmark, Chidhaneshi: Danmark) inyika ye chinoridhe inowanikwa muziwumbe re Yuropu ye Maodzanyemba. Ndiyo nyika inehuwandu hwe vanhu hwakawanda, uye chipakati che zvehutonganyika ye Umambo we Dhanemaki, muvuso we konstichuti yakazvimirira ende inosanganisa materitori akazvimirira senge Zvitsuwa zve Faroe uye Girinilendi ku Maodzanyemba e Gungwa re Atlandiki. Dhanemaki ye Chiyuropu iri kuchichamhembe chaikoiko kwe nyika dzechiSkandanevhiya, ichirira kuchamhembechemadokero e Swidheni, kuchamhembe che Noruweyi, uye maodzanyemba e Jerumani.

Guta guru racho iCopenhagen.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi