VOOZH about

URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Ribhiya

⇱ Ribhiya - Wikipedia


Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
👁 Image
👁 Image
👁 Image

Ribhiya (kureva Libya) pachihofisi ichinzi Muvuso we Ribhiya inyika iri kumaodzanyemba kwe Afurika. Nyika ye Ribhiya yakakombwa neBhahari re Medhiteraniya riri kumaodzanyemba, Ijipita iri kumabvazuva, Sudhani iri kumabvazuva kwadziva kuchambembe, Chadhi ne Nayizhe dziri kuchamhembe, uye Arujeriya neTunisia dziri kumadokero. Nyika ye Ribhiya ndiyo yegumi nenomwe pahukuru kwenharaunda; Ribhiya ine nharaunda yakakura mamiriyoni 1.8 eskweya rekiromita.

Gutaguru re Ribhiya rinonzi Tripoli rine hugari hwevanhu mamiriyoni 1.7 nyika yese ine hugari hwevanhu mamiriyoni 6.4 chete. Pahupfumi hwemandayebwe Ribhiya ndiyo yegumi (10th) pahupfumi hunozivikanwa, uye ndiyo yegumi nenomwe pakuburitsa mafutarubwe.

v·d·m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe👁 Image

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze