VOOZH about

URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Vurundi

⇱ Vurundi - Wikipedia


Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
👁 Image
👁 Image
National motto: Unite, Travail, Progres
👁 Image
👁 Image
Burundi

Vurundi (kureva Burundi) kana Uburundi pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Vurundi inyika rekuNyanza Huru riri kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kwe Afurika. Vurundi yakakomberedzwa nenyika dzinoti: Rwanda kumaodzanyemba; Tanzania kumabvazuva nekuchamhembe neUtemabanze we Rudhende rwe Vukongo kumadokero. Kuyangwe zvazvo Vurundi nyika yakakomberedzwa nematunhu chikamu chikuru chenyika iyi chinoganhurana neNyanza Tanganyika. Gutaguru reVurundi rinonzi Bujumbura.

Mumwe yemutauro wenyika uyu unonzi Chirundi une mashoko anoda kunofanana ne Chishona akati wande. Nyika iyi ine mhuri zhinji dzine zita remhuri rokuti Mugabe.

v·d·m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe👁 Image

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze